Psalms 77:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nzira yenyu, Mŋari, iri panɀimbo tȿene; Ndianiko mŋari mukuru, wakafanana naiye Mŋari?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Mwari, nzira dzenyu itsvene. Ndoupiko mwari mukuru saMwari wedu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nzira yenyu Mwari itsvene ndoupi mwari mukuru saMwari wedu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzira yenyu, Mwari, iri panzvimbo tsvene; Ndianiko mwari mukuru, akafanana naiye Mwari?
Shona 2009?
Nzira yenyu, Mwari, iri panzvimbo tsvene; Ndianiko mwari mukuru, akafanana naiye Mwari?
Shona SUB 2002 Bible
Nzira yenyu, Mwari, iri panzvimbo tsvene; Ndianiko mwari mukuru, akafanana naiye Mwari?