Psalms 77:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mvura zhinji yakakuʋonai, Mŋari; Mvura zhinji yakakuʋonai, ikatya; Pakadzika pakabvunda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mvura zhinji yakakuonai, imi Mwari, mvura zhinji yakakuonai ikatya; kwakadzika chaiko kwakabvunda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mvura payakakuonai Mwari, mvura payakakuonai yakatya. Hongu hwenje hwakadedera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mvura zhinji yakakuonai, Mwari; Mvura zhinji yakakuonai, ikatya; Pakadzika pakabvunda.
Shona 2009?
Mvura zhinji yakakuonai, Mwari; Mvura zhinji yakakuonai, ikatya; Pakadzika pakabvunda.
Shona SUB 2002 Bible
Mvura zhinji yakakuonai, Mwari; Mvura zhinji yakakuonai, ikatya; Pakadzika pakabvunda.