Psalms 77:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwi rokutinhira kwenyu rakaŋga riri mucampupuri; Mheni dzakavenekera nyika; Pasi pakabvunda nokuzunuŋguka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutinhira kwenyu kwakanzwika muchamupupuri, kupenya kwenyu kwakavhenekera nyika; nyika yakadedera ikadengenyeka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kupwatika kwemheni yenyu kwakanga kuri muchamupupuri mheni dzenyu dzaipenyesa pasi nyika yakadedera ikandengendeka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izwi rokutinhira kwenyu rakanga riri muchamupupuri; Mheni dzakavhenekera nyika; Pasi pakabvunda nokuzununguka.
Shona 2009?
inzwi rokutinhira kwenyu rakanga riri muchamupupuri; Mheni dzakavhenekera nyika; Pasi pakabvunda nokuzununguka.
Shona SUB 2002 Bible
Izwi rokutinhira kwenyu rakanga riri muchamupupuri; Mheni dzakavhenekera nyika; Pasi pakabvunda nokuzununguka.