Psalms 77:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kufamba kwenyu kwakaŋga kuri muguŋgwa, Nenzira dzenyu mumvura zhinji‐zhinji, Makwara enyu akaŋga asiŋgazikanwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gwara renyu rakapinda nomugungwa, nzira yenyu ikapinda nomumvura zhinji zhinji, kunyange zvazvo tsoka dzenyu dzakanga dzisingaonekwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugwagwa wenyu waipfuura nomugungwa; nzira yenyu yaipfuura nomumvura zhinji, asi tsoka dzapamakatsika hadzina kuoneka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kufamba kwenyu kwakanga kuri mugungwa, Nenzira dzenyu mumvura zhinji-zhinji, Makwara enyu akanga asingazikanwi.
Shona 2009?
Kufamba kwenyu kwakanga kuri mugungwa, Nenzira dzenyu mumvura zhinji-zhinji, Makwara enyu akanga asingazikamwi.
Shona SUB 2002 Bible
Kufamba kwenyu kwakanga kuri mugungwa, Nenzira dzenyu mumvura zhinji zhinji, Makwara enyu akanga asingazikanwi.