Psalms 77:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoraŋgarira Mŋari, ndokushaiwa mufaro; Ndinofuŋgisisa, mŋeya waŋgu ndokuziya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Mwari, ndakakurangarirai, uye ndikagomera; ndakafungisisa, mweya wangu ukaziya. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinofunga Mwari ndigoungudza. Ndikati rangarirei mweya wangu unobva washaya simba. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinorangarira Mwari, ndokushaiwa mufaro; Ndinofungisisa, mweya wangu ndokuziya.
Shona 2009?
Ndinorangarira Mwari, ndokushaiwa mufaro; Ndinofungisisa, mweya wangu ndokuziya.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinorangarira Mwari, ndokushaiwa mufaro; Ndinofungisisa, mweya wangu ndokuziya.