Psalms 77:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamutenderi meso aŋgu kutsinzina; Ndinotambudzika, handigoni kutaura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makakonesa meso angu kutsinzina; ndakatambudzika zvokuti ndakatadza kutaura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usiku munoita kuti ndirare ndakasvinura ndinobva ndatambudzika zvokutotadza kutaura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamutenderi meso angu kutsinzina; Ndinotambudzika, handigoni kutaura.
Shona 2009?
Hamutenderi meso angu kutsinzina; Ndinotambudzika, handigoni kutaura.
Shona SUB 2002 Bible
Hamutenderi meso angu kutsinzina; Ndinotambudzika, handigoni kutaura.