Psalms 77:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoɀiyeʋudzira kuimba kwaŋgu pakati poʋusiku; Ndinotaurirana nomŋoyo waŋgu; Mŋeya waŋgu wakanɀera kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndakarangarira nziyo dzangu panguva yousiku. Mwoyo wangu wakafungisisa uye mweya wangu wakabvunza ukati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinozvibvunzurudza mumwoyo mangu usiku, ndinorangarira ndichitsvagurudza mumweya wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinozviyeudzira kuimba kwangu pakati pousiku; Ndinotaurirana nomwoyo wangu; Mweya wangu wakanzvera kwazvo.
Shona 2009?
Ndinozviyeudzira kuimba kwangu pakati pousiku; Ndinotaurirana nomoyo wangu; Mweya wangu wakanzvera kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinozviyeudzira kuimba kwangu pakati pousiku; Ndinotaurirana nomwoyo wangu; Mweya wangu wakanzvera kwazvo.