Psalms 77:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko Mŋari wakaŋganwa kuʋa nenyasha? Wapfigira tsitsi dzake nyoro pakutsamŋa kwake here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, Mwari akanganwa kuva nenyasha here? mukutsamwa kwake haachaitira tsiye dzake nyoro here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akakanganwa kuita tsiye nyoro here? Hasha dzake dzavhiringidza tsitsi dzake here? Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko Mwari akanganwa kuva nenyasha? Apfigira tsitsi dzake nyoro pakutsamwa kwake here?”
Shona 2009?
Ko Mwari akangamwa kuva nenyasha? Apfigira tsitsi dzake nyoro pakutsamwa kwake here?"
Shona SUB 2002 Bible
Ko Mwari akanganwa kuva nenyasha? Apfigira tsitsi dzake nyoro pakutsamwa kwake here?”