Psalms 78:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haʋana‐kuceŋgeta suŋgano yaMŋari, Ʋakaramba kufamba nomurairo wake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
havana kuchengeta sungano yaMwari, uye vakaramba kufamba maererano nomurayiro wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havana kuchengeta chitenderano chaMwari. Vakatoramba kutevera mutemo wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Havana kuchengeta sungano yaMwari, Vakaramba kufamba nomurayiro wake;
Shona 2009?
Havana kuchengeta sungano yaMwari, Vakaramba kufamba nomurayiro wake;
Shona SUB 2002 Bible
Havana kuchengeta sungano yaMwari, Vakaramba kufamba nomurairo wake;