Psalms 78:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaidza Mŋari mumŋoyo maʋo Ʋacikumbira ɀokudya ɀaʋakaŋga ʋaciɗa iʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaedza Mwari nobwoni vachimugombedzera kuti avape zvokudya zvavaipanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaedza Mwari mumwoyo yavo nokuramba vachingokumbira chokudya chavaipanga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaidza Mwari mumwoyo mavo Vachikumbira zvokudya zvavakanga vachidawo.
Shona 2009?
Vakaidza Mwari mumoyo mavo Vachikumbira zvokudya zvavakanga vachidawo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaidza Mwari mumwoyo mavo Vachikumbira zvokudya zvavakanga vachidawo.