Psalms 78:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti haʋana‐kutenda Mŋari, Haʋana‐kuʋimba nokuponesa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti havana kutenda muna Mwari kana kuvimba nokurwira kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vakanga vasingatendeseki naMwari, havana kuvimba nesimba rake rokununura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti havana kutenda Mwari, Havana kuvimba nokuponeswa kwake.
Shona 2009?
Nokuti havana kutenda Mwari, Havana kuvimba nokuponesa kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti havana kutenda Mwari, Havana kuvimba nokuponeswa kwake.