Psalms 78:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akanisa mana pamsoro paʋo kuti ʋadye, Akaʋapa ɀiyo ɀokuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akanayisa mana kuti vanhu vadye, akavapa zviyo zvokudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavanaisira mana kuti vadye akavapa chingwa chokudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akanisa mana pamusoro pavo kuti vadye, Akapa zviyo zvokudenga.
Shona 2009?
Akanisa mana*pamusoro pavo kuti vadye, Akavapa zviyo zvokudenga.
Shona SUB 2002 Bible
Akanaisa mana pamusoro pavo kuti vadye, Akapa zviyo zvokudenga.