Psalms 78:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀatakanzwa neɀatakaziʋa, Neɀatakaʋudzwa namadziɓaɓa eɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvatakanzwa nezvatakaziva, zvatakaudzwa namadzibaba edu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvinhu zvatakanzwa zvatinoziva, zvatakaudzwa namadzitateguru edu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvatakanzwa nezvatakaziva, Nezvatakaudzwa namadzibaba edu.
Shona 2009?
Zvatakanzwa nezvatakaziva, Nezvatakaudzwa namadzibaba edu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvatakanzwa nezvatakaziva, Nezvatakaudzwa namadzibaba edu.