Psalms 78:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaŋga ʋasati ʋanyaradza kukara kwaʋo, Ɀokudya ɀaʋo ɀakaŋga ɀiciri mumiromo yaʋo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vasati vafuratira chokudya chavaikarira, kunyange pachakanga chichiri pamiromo yavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi havi yavo isati yambopera, chokudya chichiri mukanwa mavo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanga vasati vanyaradza kukara kwavo, Zvokudya zvavo zvakanga zvichiri mumiromo yavo,
Shona 2009?
Vakanga vasati vanyaradza kukara kwavo, Zvokudya zvavo zvakanga zvichiri mumiromo yavo,
Shona SUB 2002 Bible
Vakanga vasati vanyaradza kukara kwavo, Zvokudya zvavo zvakanga zvichiri mumiromo yavo,