Psalms 78:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka wakapedza mazuʋa aʋo paneɀisinamaturo, Namakore aʋo paneɀinotyisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akagumisa mazuva avo nezvisina maturo, uye makore avo mukutya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo akanyangarisa mazuva avo sefemo, akanyangarisawo makore avo nepfumvu nechimbichimbi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka akapedza mazuva avo panezvisina maturo, Namakore avo panezvinotyisa.
Shona 2009?
Saka akapedza mazuva avo panezvisina maturo, Namakore avo panezvinotyisa.
Shona SUB 2002 Bible
Saka akapedza mazuva avo pane zvisina maturo, Namakore avo pane zvinotyisa.