Psalms 78:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aciʋaʋuraya, ipapo ʋakamubvunza; Ʋakadzoka, ʋakashiŋgaira kutȿaka Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pose pavairayiwa naMwari, ndipo pavaimutsvaka; vaishingairira kudzokerazve kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakavauraya vakamutsvaka vakatendeuka vakatsvakisisa Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati achivauraya, ipapo vakamubvunza; Vakadzoka, vakashingaira kutsvaka Mwari.
Shona 2009?
Zvino akati achivauraya, ipapo vakamubvunza, vakashingaira kutsvaka Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati achivauraya, ipapo vakamubvunza; Vakadzoka, vakashingaira kutsvaka Mwari.