Psalms 78:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mŋoyo yaʋo yakaŋga isinakururama kwaari, Ʋuye ʋakaŋga ʋasina‐kutendeka pasuŋgano yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mwoyo yavo yakanga isina kutendeka kwaari, vakanga vasina kutendeka pasungano yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakanga vasiri pachokwadi naye, havana kuita zviri pachokwadi nechitenderano chake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mwoyo yavo yakanga isina kururama kwaari, Uye vakanga vasina kutendeka pasungano yake.
Shona 2009?
Nokuti moyo yavo yakanga isina kururama kwaari, Uye vakanga vasina kutendeka pasungano yake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mwoyo yavo yakanga isina kururama kwaari, Uye vakanga vasina kutendeka pasungano yake.