Psalms 78:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hatiŋgaɀiʋanziri ʋana ʋaʋo, Asi ticaʋudza rudzi runoteʋera maɓasa aŋgarumbidzwa aJehova, Nesimba rake, namaɓasa ake, anoshamisa, aakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hatingazozvivanziri vana vavo; tichaudza rudzi runotevera mabasa angarumbidzwa aJehovha, simba rake, nezvishamiso zvaakaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hatingazvivanziri vana vavo, asi tinozvitaurira zvizvarwa zvinotevera, zviito zvaTENZI nesimba rake nezvishamiso zvaakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hatingazvivanziri vana vavo, Asi tichaudza rudzi runotevera mabasa angarumbidzwa aJehovha, Nesimba rake, namabasa ake, anoshamisa, aakaita.
Shona 2009?
Hatingazvivanziri vana vavo, Asi tichaudza rudzi runotevera mabasa angarumbidzwa aJehovha, Nesimba rake, namabasa ake, anoshamisa, aakaita.
Shona SUB 2002 Bible
Hatingazvivanziri vana vavo, Asi tichaudza rudzi runotevera mabasa angarumbidzwa aJehovha, Nesimba rake, namabasa ake, anoshamisa, aakaita.