Psalms 78:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akashandura nzizi dzaʋo dzikaʋa ropa, Nehoʋa dzaʋo, ʋakakoniwa kunwa mvura yadzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akashandura nzizi dzavo dzikava ropa; havana kugona kunwa muhova dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akasandura hova dzikava ropa zvokuti havana kukwanisa kunwa mutukova twavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akashandura nzizi dzavo dzikava ropa, Nehova dzavo, vakakoniwa kunwa mvura yadzo.
Shona 2009?
Akashandura nzizi dzavo dzikava ropa, Nehova dzavo, vakakoniwa kumwa mvura yadzo.
Shona SUB 2002 Bible
Akashandura nzizi dzavo dzikava ropa, Nehova dzavo, vakakoniwa kunwa mvura yadzo.