Psalms 78:45 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatuma pakati paʋo mapupira enhunzi, dzakaʋaruma; Namatafi, akaʋaparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavatumira mapupira enhunzi dzikavaparadza, uye matatya akavaparadza zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavatumira bute renhunzi dzakavadya namatafi akavaparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatuma pakati pavo mapupira enhunzi, dzakavaruma; Namatafi, akavaparadza.
Shona 2009?
Akatuma pakati pavo mapupira enhunzi, dzakavaruma; Namatafi, akavaparadza.
Shona SUB 2002 Bible
Akatuma pakati pavo mapupira enhunzi, dzakavaruma; Namatafi, akavaparadza.