Psalms 78:49 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakatuma pakati paʋo kutsamŋa kwake kukuru, Nehasha neshuŋgu nokutambudza, Rikaita ɓoka raʋatumŋa ʋeɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaregedzera kutsamwa kwake kukuru pamusoro pavo, hasha dzake, shungu dzake noukasha hwake, boka ravatumwa vokuparadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavavirukira kwazvo nehasha akavashatirirwa akavatsamwira zvikuru akavapa nhamo idzi dzaiva nhumwa dzake dzokuparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatuma pakati pavo kutsamwa kwake kukuru, Nehasha neshungu nokutambudza, Rikaita boka ravatumwa vezvakaipa.
Shona 2009?
Akatuma pakati pavo kutsamwa kwake kukuru, Nehasha neshungu nokutambudza, Rikaita boka ravatumwa vezvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Akatuma pakati pavo kutsamwa kwake kukuru, Nehasha neshungu nokutambudza, Rikaita boka ravatumwa vezvakaipa.