Psalms 78:50 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakagadzirira kutsamŋa kwake nzira; Haana‐kubvisa mŋeya waʋo parufu, Asi wakaisa ʋupenyu bgaʋo kuhosha;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akagadzira nzira yokutsamwa kwake; haana kuponesa mweya yavo parufu asi akavaisa kudenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavaputikira nehasha, haana kurega kuvauraya, akavaparadza upenyu nedenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akagadzirira kutsamwa kwake nzira; Haana kubvisa mweya wavo parufu, Asi akaisa upenyu hwavo kuhosha;
Shona 2009?
Akagadzirira kutsamwa kwake nzira; Haana kubvisa mweya wavo parufu, Asi akaisa upenyu hwavo kuhosha;
Shona SUB 2002 Bible
Akagadzirira kutsamwa kwake nzira; Haana kubvisa mweya wavo parufu, Asi akaisa upenyu hwavo kumatenda;