Psalms 78:55 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akadziŋga ʋo ndudzi pamberi paʋo, Akaʋaganhurira iʋo ʋaʋe nhaka yaʋo, Akagarisa ʋaIsraeri pamatente aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akadzinga ndudzi mberi kwavo, akagovera nyika yavo kwavari senhaka; akagarisa rudzi rwaIsraeri mudzimba dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akafanovatandira marudzi, akavakamuranisa migove yavo, akagarisa vaIsiraeri mumatendhe avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akadzingawo ndudzi pamberi pavo, Akavaganhurira ivo vave nhaka yavo, Akagarisa vaIsiraeri pamatende avo.
Shona 2009?
Akadzingawo ndudzi pamberi pavo, Akavaganhurira ivo vave nhaka yavo, Akagarisa vaIsiraeri pamatende avo.
Shona SUB 2002 Bible
Akadzingawo ndudzi pamberi pavo, Akavaganhurira ivo kuti vave nhaka yavo, Akagarisa VaIsiraeri pamatende avo.