Psalms 78:59 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mŋari wakati aciɀinzwa, akatsamŋa kwaɀo, Akasema Israeri kwaɀo‐kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akati avanzwa akatsamwa zvikuru kwazvo; akaramba Israeri zvachose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari paakazvinzwa akazara nehasha, akabva aramwa Isiraeri chaizvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mwari akati achizvinzwa, akatsamwa kwazvo, Akasema Isiraeri kwazvo-kwazvo.
Shona 2009?
Zvino Mwari akati achizvinzwa, akatsamwa kwazvo, Akasema Isiraeri kwazvo-kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mwari akati achizvinzwa, akatsamwa kwazvo, Akasema Isiraeri kwazvo–kwazvo.