Psalms 78:60 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akabva patabernakeri yeShiro, Tente raakaŋga akaisa pakati paʋanhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akasiya tabhenakeri yeShiro, iyo tende yaakanga amisa pakati pavanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akafuratira nzvimbo yake yaaigara kuShiro, dumba raaigara pakati pavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabva patabhenakeri yeShiro, Tende raakanga akaisa pakati pavanhu;
Shona 2009?
Akabva patabhenakeri yeShiro, Tende raakanga akaisa pakati pavanhu;
Shona SUB 2002 Bible
Akabva patabhenakeri yeShiro, Tende raakanga akaisa pakati pavanhu;