Psalms 78:62 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋake wakaʋaisa ʋo kumunondo; Akatsamŋira nhaka yake kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaisa vanhu vake kumunondo; akatsamwira nhaka yake zvikuru kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akapinza vanhu vake mukuuraiwa nebakatwa rehondo akavirukira nhaka yake nehasha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vake wakavaisawo kumunondo; Akatsamwira nhaka yake kwazvo.
Shona 2009?
Vanhu vake wakavaisawo kumunondo; Akatsamwira nhaka yake kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vake wakavaisawo kumunondo; Akatsamwira nhaka yake kwazvo.