Psalms 78:63 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoto wakapedza majaya aʋo; Ʋasikana ʋaʋo haʋana‐kuimbirwa pakuwanikwa kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Moto wakaparadza majaya avo, uye varandakadzi vavo vakashayiwa nziyo dzesvitsa;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Majaya avo akavaroromesa nemoto, mhandara dzavo dzakashaya rumbo rwomuchato.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Moto wakapedza majaya avo; Vasikana vavo havana kuimbirwa pakuwanikwa kwavo.
Shona 2009?
Moto wakapedza majaya avo; Vasikana vavo havana kuimbirwa pakuwanikwa kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Moto wakapedza majaya avo; Vasikana vavo havana kuimbirwa pakuwanikwa kwavo.