Psalms 78:64 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaprista ʋaʋo ʋakaʋurawa nomunondo; Cirikadzi dzaʋo hadzina‐kucema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vaprista vavo vakanga vaiswa kumunondo, uye chirikadzi dzavo hadzina kugona kuchema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi vavo vakauraiwa namapakatwa chirikadzi dzavo hadzina kuvachema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vapristi vavo vakaurawa nomunondo; Chirikadzi dzavo hadzina kuchema.
Shona 2009?
Vaprista vavo vakaurawa nomunondo; Chirikadzi dzavo hadzina kuchema.
Shona SUB 2002 Bible
Vapristi vavo vakaurayiwa nomunondo; Chirikadzi dzavo hadzina kuchema.