Psalms 78:68 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi wakasanaŋgura rudzi rwaJuda, Negomo reZioni raakaŋga aciɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi akasarudza rudzi rwaJudha, Gomo reZioni, raakada.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi paakasarudza vedzinza rokwaJudha veGomo reZioni raanoda,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi akasanangura rudzi rwaJudha, Negomo reZioni raakanga achida.
Shona 2009?
Asi akasanangura rudzi rwaJudha, Negomo reZiyoni raakanga achida.
Shona SUB 2002 Bible
Asi akasanangura rudzi rwaJudha, Negomo reZioni raakanga achida.