Psalms 78:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti tariro yaʋo iʋe kunaMŋari, Ʋarege kukaŋganwa maɓasa aMŋari, Asi ʋaceŋgete mirairo yake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vachavimba naMwari wavo uye havangazokanganwi mabasa ake asi vachazochengeta mirayiro yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti vaise chivimbo chavo muna Mwari varege kukanganwa mabasa aMwari, asi kuti vachengete mitemo yake
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti tariro yavo ive kuna Mwari, Varege kukanganwa mabasa aMwari, Asi vachengete mirairo yake;
Shona 2009?
Kuti tariro yavo ive kuna Mwari, Varege kukangamwa mabasa aMwari, Asi vachengete mirairo yake;
Shona SUB 2002 Bible
Kuti tariro yavo ive kuna Mwari, Varege kukanganwa mabasa aMwari, Asi vachengete mirairo yake;