Psalms 78:71 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akandomutora paaifudza matunɀi aimŋisa, Kuti aʋe mufudzi waʋanhu ʋake Jakobo, naIsraeri nhaka yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akamubvisa pakufudza makwai kuti ave mufudzi wavanhu vake Jakobho, vaIsraeri nhaka yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akamubvisa mukufudza nhunzvi dzaiva navana, kuti ave mufudzi wevokwaJakobho vanhu vake Isiraeri, nhaka yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akandomutora paaifudza matunzvi aimwisa, Kuti ave mufudzi wavanhu vake Jakobho, naIsiraeri nhaka yake.
Shona 2009?
Akandomutora paaifudza matunzvi aimwisa, Kuti ave mufudzi wavanhu vake Jakobho, naIsiraeri nhaka yake.
Shona SUB 2002 Bible
Akandomutora paaifudza matunzvi aimwisa, Kuti ave mufudzi wavanhu vake Jakobho, naIsiraeri nhaka yake.