Psalms 79:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀitunha ɀaʋaranda ʋenyu ʋakaɀipa shiri dzokuɗeŋga ɀiʋe ɀokudya ɀadzo. Ʋuye nyama yaʋatȿene ʋenyu ʋakaipa ɀikara ɀapasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapa mitumbi yavaranda venyu sezvokudya zveshiri dzedenga, nyama yavatsvene venyu kuzvikara zvenyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakapa zvitunha zvavaranda venyu kushiri dzedenga kuti dzidye zvadzo uye nyama yavarurami venyu kuzvikara zvenyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvitunha zvavaranda venyu vakazvipa shiri dzokudenga zvive zvokudya zvadzo. Uye nyama yavatsvene venyu vakaipa zvikara zvapasi.
Shona 2009?
Zvitunha zvavaranda venyu vakazvipa shiri dzokudenga zvive zvokudya zvadzo. Uye nyama yavatsvene venyu vakaipa zvikara zvapasi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvitunha zvavaranda venyu vakazvipa shiri dzokudenga zvive zvokudya zvadzo. Uye nyama yavatsvene venyu vakaipa zvikara zvapasi.