Psalms 79:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋakapedza Jakobo, Ʋakaparadza ʋugaro bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti vakapedza Jakobho uye vakaparadza nyika yokwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vakazhanya vokwaJakobho vakaparadza musha wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vakapedza Jakobho, Vakaparadza ugaro hwake.
Shona 2009?
Nokuti vakapedza Jakobho, Vakaparadza ugaro hwake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vakapedza Jakobho, Vakaparadza ugaro hwake.