Psalms 79:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musaraŋgarira kutiroʋa pamsoro peɀakaipa ɀamadziɓaɓa eɗu; Ŋgoni dzenyu nyoro ŋgadzikurumidze kusoŋgana nesu; Nokuti taneta kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Regai kuverengera pamusoro pedu zvivi zvamadzibaba; tsitsi dzenyu ngadzikurumidze kuuya kuzosangana nesu, nokuti tiri pakutambudzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musatiyeukirewo zvitadzo zvedu zvakare. Tsitsi dzenyu ngadziuye nokukurumidza dzitichingurewo nokuti tasakara zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musarangarira kutirova pamusoro pezvakaipa zvamadzibaba edu; Ngoni dzenyu nyoro ngadzikurumidze kusangana nesu; Nokuti taneta kwazvo.
Shona 2009?
Musarangarira kutirova pamusoro pezvakaipa zvamadzibaba edu; Ngoni dzenyu nyoro ngadzikurumidze kusangana nesu; nokuti taneta kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Musarangarira kutirova pamusoro pezvakaipa zvamadzibaba edu; Ngoni dzenyu nyoro ngadzikurumidze kusangana nesu; Nokuti taneta kwazvo.