Psalms 8:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makamuɓatisa ʋushe bgamaɓasa amaʋoko enyu; Makaisa ɀose pasi petsoka dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makamuita mutongi pamusoro pebasa ramaoko enyu; mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makaita kuti ave ndiye anotonga mabasa amaoko enyu, mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makamubatisa ushe hwamabasa amaoko enyu; Makaisa zvose pasi petsoka dzake.
Shona 2009?
Makamubatisa ushe hwamabasa amaoko enyu; Makaisa zvose pasi petsoka dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Makamubatisa ushe hwamabasa amaoko enyu; Makaisa zvose pasi petsoka dzake.