Psalms 80:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makomo akafukidzwa nomumvuri wawo, Nemisidari yaMŋari namataʋi awo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makomo akanga akafukidzwa nomumvuri wawo, nemisidhari mikuru namatavi awo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makomo akafukidzwa nomumvuri wawo nemiti yomusidhari yakafukidzwa namapazi awo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makomo akafukidzwa nomumvuri wawo, Nemisidhari yaMwari namatavi awo.
Shona 2009?
Makomo akafukidzwa nomumvuri wawo, Nemisidhari yaMwari namatavi awo.
Shona SUB 2002 Bible
Makomo akafukidzwa nomumvuri wawo, Nemisidhari yaMwari namatavi awo.