Psalms 80:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakatandisa mataʋi awo kuȿikira paguŋgwa, Namashizha awo kuȿikira kuRwizi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakatandavadza matavi awo kusvikira kuGungwa, namabukira awo kusvikira kuRwizi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapazi awo akatandavara kusvika kugungwa uye mabukira awo akasvika kurwizi rweYufuretesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakatandisa matavi awo kusvikira pagungwa, Namashizha awo kusvikira kuRwizi.
Shona 2009?
Wakatandisa matavi awo kusvikira pagungwa, Namashizha awo kusvikira kuRwizi.
Shona SUB 2002 Bible
Wakatandisa matavi awo kusvikira pagungwa, Namashizha awo kusvikira kuRwizi.