Psalms 80:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muceŋgete cakasimŋa noruʋoko rwenyu rworudyi, Nomŋanakomana, wamakaɀirerera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
iwo mudzi wakasimwa noruoko rwenyu rworudyi, mwanakomana wamakazvirerera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nzvanzvana yomugirepisi yamakadyara nesimba roruoko rwenyu rworudyi dungira ramakaita kuti rive renyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muchengete chakasimwa noruoko rwenyu rworudyi, Nomwanakomana, wamakazvirerera.
Shona 2009?
Muchengete chakasimwa noruoko rwenyu rworudyi, Nomwanakomana, wamakazvirerera.
Shona SUB 2002 Bible
Muchengete chakasimwa noruoko rwenyu rworudyi, Nomwanakomana, wamakazvirerera.