Psalms 80:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaʋadyisa ɀokudya ɀemisodzi, Nokuʋanwisa misodzi yakawanda kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makavapa chingwa chemisodzi kuti vadye; makaita kuti vanwe misodzi yakawanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuchema ndiko kwava chokudya chavo, makavapa misodzi kuti vanwe zvokutogondwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makavadyisa zvokudya zvemisodzi, Nokuvanwisa misodzi yakawanda kwazvo.
Shona 2009?
Makavadyisa zvokudya zvemisodzi, Nokuvamwisa misodzi yakawanda kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Makavadyisa zvokudya zvemisodzi, Nokuvanwisa misodzi yakawanda kwazvo.