Psalms 80:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makandotora muzambiriŋga paEgipita; Makadziŋga ʋahedeni, mukausima.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makabudisa muzambiringa kubva muIjipiti; makadzinga ndudzi mukaudyara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makauya nomugirepisi kubva kuIjipiti mukadzinga vechirudzi mukausima.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makandotora mudzambiringa paIjipiti; Makadzinga vahedheni, mukausima.
Shona 2009?
Makandotora muzambiringa paIjipiti; Makadzinga vahedheni, mukausima.
Shona SUB 2002 Bible
Makandotora muzambiringa paIjipiti; Makadzinga vahedheni, mukausima.