Psalms 80:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaugadzirira, Ukaɓata kwaɀo, ukazadza nyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makaukurira nzvimbo, uye ukava nemidzi ukazadza nyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makaugoborera ukadzika midzi yawo ukazadza nyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makaugadzirira, Ukabata kwazvo, ukazadza nyika.
Shona 2009?
Makaugadzirira, Ukabata kwazvo, ukazadza nyika.
Shona SUB 2002 Bible
Makaugadzirira, Ukabata kwazvo, ukazadza nyika.