Psalms 81:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndini Jehova Mŋari wako, Wakakuɓuɗisa panyika yeEgipita; Shamisa muromo wako kwaɀo, ndigouzadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndini Jehovha Mwari wako, akakubudisa kubva munyika yeIjipiti. Shamisa muromo wako kwazvo, ndigouzadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndini TENZI Mwari wako akakuburitsa munyika yeIjipiti, shamisisa muromo wako ndiuzadze.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndini Jehovha Mwari wako, Akakubudisa panyika yeIjipiti; Shamisa muromo wako kwazvo, ndigouzadza.
Shona 2009?
Ndini Jehovha Mwari wako, Akakubudisa panyika yeIjipiti; Shamisa muromo wako kwazvo, ndigouzadza.
Shona SUB 2002 Bible
Ndini Jehovha Mwari wako, Akakubudisa panyika yeIjipiti; Shamisa muromo wako kwazvo, ndigouzadza.