Psalms 81:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ridzai hwamanda pakugara kwomŋedzi, Napakucena kwomŋedzi, pamutambo weɗu wakatarwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ridzai runyanga rwehwai paKugara kwoMwedzi, uye pakuchena kwomwedzi, pazuva roMutambo wedu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ridzai hwamanda pakugara kwomwedzi, pajena guru romwedzi, pazuva redu guru,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ridzai hwamanda pakugara kwomwedzi, Napakuchena kwomwedzi, pamutambo wedu wakatarwa.
Shona 2009?
Ridzai hwamanda pakugara komwedzi, Napakuchena komwedzi, pamutambo wedu wakatarwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ridzai hwamanda pakugara kwomwedzi, Napakuchena kwomwedzi, pamutambo wedu wakatarwa.