Psalms 81:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaɀitema munaJosefa kuti ciʋe cipupuriro, Paŋguʋa yaakandorwa nenyika yeEgipita; Pa ndakanzwa rurimi rwandakaŋga ndisiŋgaziʋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akachisimbisa somutemo wakanyorwa waJosefa panguva yaakandorwa neIjipiti, uko kwatakanzwa mutauro watakanga tisinganzwisisi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatemera mutemo muna Josefi paakaenda kundorwisa Ijipiti ndakanzwa izwi randisati ndambonzwa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakazvitema muna Josefa kuti chive chipupuriro, Panguva yaakandorwa nenyika yeIjipiti; Pandakanzwa rurimi rwandakanga ndisingazivi.
Shona 2009?
Wakazvitema muna Josefa kuti chive chipupuriro, Panguva yaakandorwa nenyika yeIj ipiti; Pandakanzwa rurimi rwandakanga ndisingazivi.
Shona SUB 2002 Bible
Wakazvitema muna Josefa kuti chive chipupuriro, Panguva yaakandorwa nenyika yeIjipiti; Pandakanzwa rurimi rwandakanga ndisingazivi.