Psalms 81:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe wakaɗana pakutambudzika, ndikakurwira; Ndakakupindura ndiri panoʋanda kutinhira; Ndakakuidza pamvura zhinji yeMeriba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakutambudzika kwako wakadana ini ndikakununura, ndakakupindura ndiri mugore romutinhiro; ndakakuedza pamvura zhinji yeMeribha. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakutambudzika kwako wakadanidzira ndikakununura. Ndakakupindura ndiri pakavanda ndiri makavanda mumheni. Ndakakuedza pamvura iya yokuMeribha.” Dzepfunde.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe wakadana pakutambudzika, ndikakurwira; Ndakakupindura ndiri panovanda kutinhira; Ndakakuidza pamvura zhinji yeMeribha.
Shona 2009?
Iwe wakadana pakutambudzika, ndikakurwira; Ndakakupindura ndiri panovanda kutinhira; Ndakakuidza pamvura zhinji yeMeribha.
Shona SUB 2002 Bible
Iwe wakadana pakutambudzika, ndikakurwira; Ndakakupindura ndiri panovanda kutinhira; Ndakakuidza pamvura zhinji yeMeribha.