Psalms 81:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwai ʋanhu ʋaŋgu, ndikupupurirei; Haiwa Israeri, ɗai waiɗa hako kunditerera!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwai, imi vanhu vangu, uye ndichakuyambirai, kana mukada chete kunditeerera, imi Israeri!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Teererai munzwe vanhu vangu ndichikuyambirai. Dai mukanditeererawo zvenyu, imi vaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inzwai vanhu vangu, ndikupupurirei; Haiwa Isiraeri, dai waida hako kunditeerera!
Shona 2009?
Inzwai vanhu vangu, ndikupupurirei; Haiwa Isiraeri, dai waida hako kunditeerera!
Shona SUB 2002 Bible
Inzwai vanhu vangu, ndikupupurirei; Haiwa Isiraeri, dai waida hako kunditeerera!