Psalms 81:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgakurege kuʋa’po pakati penyu mŋari wokumŋe; Musanamata kunomumŋe mŋari waʋatorwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakati penyu ngaparege kuva namwari wavatorwa, musapfugamira mwari wokumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapafaniri kuva navamwari vasiriivo pakati penyu. Hamufaniri kupfugamira mwari asingazivikanwi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngakurege kuvapo pakati penyu mwari wokumwe; Musanamata kunomumwe mwari wavatorwa.
Shona 2009?
Ngakurege kuvapo pakati penyu mwari wokumwe; Musanamata kunomumwe mwari wavatorwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ngakurege kuvapo pakati penyu mwari wokumwe; Musanamata kuno mumwe mwari wavatorwa.