Psalms 82:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Toŋgerai mhaka dzaʋarombo nenherera; Ruramisirai ʋanotambudzika naʋanoshaiwa cose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tongai mhaka dzavasina simba nenherera; chengetedzai kodzero dzavarombo navakadzvinyirirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Miririrai varombo nenherera, itai zvine ruenzaniso kunavatamburi navasina chavanacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tongerai mhaka dzavarombo nenherera; Ruramisirai vanotambudzika navanoshaiwa chose.
Shona 2009?
Tongerai mhaka dzavarombo nenherera; Ruramisirai vanotambudzika navanoshaiwa chose.
Shona SUB 2002 Bible
Tongerai mhaka dzavarombo nenherera; Ruramisirai vanotambudzika navanoshaiwa chose.