Psalms 82:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haʋaziʋi, haʋanzwisisi; Ʋanofamba‐famba murima; Nheyo dzose dzapasi dzinozunuŋguka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Havana chavanoziva, havana chavanonzwisisa. Vanongofamba-famba murima; nheyo dzose dzenyika dzinozungunuswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Havana ruzivo kana runzwisiso, vanofamba murima ugaro hwose hwenyika huri kuzunguzika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Havazivi, havanzwisisi; Vanofamba-famba murima; Nheyo dzose dzapasi dzinozununguka.
Shona 2009?
Havazivi, havanzwisisi; Vanofamba-famba murima; Nheyo dzose dzapasi dzinozununguka.
Shona SUB 2002 Bible
Havazivi, havanzwisisi; Vanofamba–famba murima; Nheyo dzose dzapasi dzinozununguka.