Psalms 82:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro mucafa saʋanhu, Mucafa somumŋe wamacinda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi muchafa savanhuwo zvavo; muchawa savatongi vose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi muchangofa savanhu muchaputsikawo sezvinongoita mumwe wamachinda.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro muchafa savanhu, Muchafa somumwe wamachinda.”
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro muchafa savanhu, Muchafa somumwe wamachinda."
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro muchafa savanhu, Muchafa somumwe wamachinda.”